Numeri 18:6 - Shona BIBLE6 Ini ndimene, tarirai, ndakatsaura hama dzenyu vaRevhi pakati pavana VaIsiraeri, vave chipo kwamuri, vanhu vakapiwa Jehovha, kuti vabate mabasa etende rokusangana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ini ndimene, tarirai, ndakatsaura hama dzenyu ʋaRevi pakati paʋana ʋaIsraeri, ʋaʋe cipo kwamuri, ʋanhu ʋakapiwa Jehova, kuti ʋaɓate maɓasa etente rokusoŋgana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Ini ndimene, tarirai, ndakatsaura hama dzenyu vaRevhi pakati pavana vaIsiraeri, vave chipo kwamuri, vanhu vakapiwa Jehovha, kuti vabate mabasa etende rokusangana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Chinzwa, ini ndini ndasarudza hama dzako vaRevhi pakati pavaIsiraeri, vava chipo chawapiwa. Vapirwa kwandiri kuti vaite basa romutendhe rokusanganira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Chinzwa, ini ndini ndasarudza hama dzako vaRevhi pakati pavaIsiraeri, vava chipo chawapiwa. Vapirwa kwandiri kuti vaite basa romutendhe rokusanganira. See the chapter |