Online Bible

- Advertisements -




Numeri 18:20 - Shona BIBLE

20 Zvino Jehovha akati kuna Aroni, “Iwe haungavi nenhaka panyika yavo, haungavi nomugove pakati pavo; ini ndiri mugove wako nenhaka yako pakati pavana VaIsiraeri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino Jehova akati kunaAroni: Iwe hauŋgaʋi nenhaka panyika yaʋo, hauŋgaʋi nomugoʋe pakati paʋo; ini ndiri mugoʋe wako nenhaka yako pakati paʋana ʋaIsraeri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino Jehovha akati kuna Aroni, “Iwe haungavi nenhaka panyika yavo, haungavi nomugove pakati pavo; ini ndiri mugove wako nenhaka yako pakati pavana vaIsiraeri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Tenzi akati kuna Aroni, “Iwe hauwani nhaka munyika yavaIsiraeri kana kupiwa mugove pakati pavo. Ini ndini mugove wako nenhaka yako muvaIsiraeri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Tenzi akati kuna Aroni, “Iwe hauwani nhaka munyika yavaIsiraeri kana kupiwa mugove pakati pavo. Ini ndini mugove wako nenhaka yako muvaIsiraeri.

See the chapter Copy




Numeri 18:20

Follow us:

Advertisements


Advertisements