Numeri 18:15 - Shona BIBLE15 Zvose zvinotanga kuzarura chizvaro, panyama yose yavanouyisa kuna Jehovha, kana zviri zvavanhu, kana zvezvipfuwo, zvinofanira kuva zvako; kunyangwe zvakadaro matangwe avanhu unofanira kuadzikinura; vana vose vematangwe ezvipfuwo unofanira kuvadzikinurawo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀose ɀinotaŋga kuzarura ciɀaro, panyama yose yaʋanoʋuyisa kunaJehova, kana ɀiri ɀaʋanhu, kana ɀeɀipfuwo, ɀinofanira kuʋa ɀako; kunyaŋge ɀakaɗaro mataŋgwe aʋanhu unofanira kuadzikinura; ʋana ʋose ʋemhoŋgora dzeɀipfuwo unofanira kuʋadzikinura ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Zvose zvinotanga kuzarura chizvaro, panyama yose yavanouyisa kuna Jehovha, kana zviri zvavanhu, kana zvezvipfuwo, zvinofanira kuva zvako; kunyange zvakadaro matangwe avanhu unofanira kuadzikinura; vana vose vemhongora dzezvipfuwo unofanira kuvadzikinurawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Matangwe ose, chose chinotanga kuzarura nhumbu, angava avanhu kana emhuka avanouya nawo, kuzopira kuna Tenzi, ndeako. Asi dzikinurisa matangwe avanhu neemhuka dzakanora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Matangwe ose, chose chinotanga kuzarura nhumbu, angava avanhu kana emhuka avanouya nawo, kuzopira kuna Tenzi, ndeako. Asi dzikinurisa matangwe avanhu neemhuka dzakanora. See the chapter |