Numeri 18:11 - Shona BIBLE11 Izvi ndizvo zvako: Chipiriso chinotsaurwa nezvipo zvavo, izvo zvipiriso zvose zvinozunguzirwa zvavana VaIsiraeri; ndakakupa izvo, iwe, navanakomana vako, navanasikana vako pamwechete newe, zvive zvenyu nokusingaperi; vose vakanaka mumba mako vangazvidya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iɀi ndiɀo ɀako: Cipiriso cinotsaurwa ceɀipo ɀaʋo, iɀo ɀipiriso ɀose ɀinozuŋguzirwa ɀaʋana ʋaIsraeri; ndakakupa iɀo, iwe, naʋanakomana ʋako, naʋanasikana ʋako pamŋe cete newe, ɀiʋe ɀenyu nokusiŋgaperi; ʋose ʋakanaka mumba mako ʋaŋgaɀidya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Izvi ndizvo zvako: Chipiriso chinotsaurwa nezvipo zvavo, izvo zvipiriso zvose zvinozunguzirwa zvavana vaIsiraeri; ndakakupa izvo, iwe, navanakomana vako, navanasikana vako pamwechete newe, zvive zvenyu nokusingaperi; vose vakanaka mumba mako vangazvidya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Zvimwe zvamuchapiwa navaIsiraeri ndeizvi: zvipo zvemipiro yavo, nemipiro yavo yose inovheyeswa ichipirwa kuna Mwari. Zvinhu izvozvi ndapa iwe navanakomana navanasikana vako. Ndezvenyu narini narini. Ani naani wemhuri yako anenge asina kun'ora anobvumirwa kuzvidya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Zvimwe zvamuchapiwa navaIsiraeri ndeizvi: zvipo zvemipiro yavo, nemipiro yavo yose inovheyeswa ichipirwa kuna Mwari. Zvinhu izvozvi ndapa iwe navanakomana navanasikana vako. Ndezvenyu narini narini. Ani naani wemhuri yako anenge asina kun'ora anobvumirwa kuzvidya. See the chapter |