Numeri 17:5 - Shona BIBLE5 Ipapo munhu andichatsaura, tsvimbo yake ichabuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwavana VaIsiraeri kwavanokunyunyutira nako.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo munhu wandicatsaura, tȿimbo yake icaɓuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwaʋana ʋaIsraeri kwaʋanokunyunyutira nako. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo munhu andichatsaura, tsvimbo yake ichabuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwavana vaIsiraeri kwavanokunyunyutira nako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tsvimbo yemunhu wandichasarudza ichabukira. Ndipo pandichapedza kunyunyuta kwaunoitirwa navaIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tsvimbo yemunhu wandichasarudza ichabukira. Ndipo pandichapedza kunyunyuta kwaunoitirwa navaIsiraeri.” See the chapter |