Online Bible

- Advertisements -




Numeri 16:38 - Shona BIBLE

38 idzo hadyana dzezvinonhuwira dzavanhu avo vakatadza vakaurayiwa, dzipambadzirwe, kufukidza atari nadzo; nokuti vakanga vauya nadzo pamberi paJehovha, naizvozvo itsvene; chichava chiratidzo kuvana VaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 idzo haryana dzeɀinonhuwira dzaʋanhu aʋo ʋakatadza ʋakaʋurawa, dzipambadzirwe, kufukidza artari nadzo; nokuti ʋakaŋga ʋaʋuya nadzo pamberi paJehova, naiɀoɀo itȿene; cicaʋa ciratidzo kuʋana ʋaIsraeri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

38 idzo hadyana dzezvinonhuwira dzavanhu avo vakatadza vakaurawa, dzipambadzirwe, kufukidza atari nadzo; nokuti vakanga vauya nadzo pamberi paJehovha, naizvozvo itsvene; chichava chiratidzo kuvana vaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Tora mabisiro avarume vaya vakatadza vakabva vaurayiwa, uapfure ave mapepa okukwidibirisa paatari nokuti vakauya nawo kuzopira Tenzi, saka ava kuera. Achava mucherechedzo wokuyambira vaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Tora mabisiro avarume vaya vakatadza vakabva vaurayiwa, uapfure ave mapepa okukwidibirisa paatari nokuti vakauya nawo kuzopira Tenzi, saka ava kuera. Achava mucherechedzo wokuyambira vaIsiraeri.”

See the chapter Copy




Numeri 16:38

Follow us:

Advertisements


Advertisements