Numeri 16:34 - Shona BIBLE34 Ipapo VaIsiraeri vose vakanga vakavakomba vakatiza nokuchema kwavo, nokuti vakati, “Nyika irege kutimedzawo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo ʋaIsraeri ʋose ʋakaŋga ʋakaʋakomba ʋakatiza nokucema kwaʋo, nokuti ʋakati: Nyika irege kutimedza ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo vaIsiraeri vose vakanga vakavakomba vakatiza nokuchema kwavo, nokuti vakati, “Nyika irege kutimedzawo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 VaIsiraeri vose vakanga varipo vakanzwa kuchema kwavo vakatiza vachiti, “Nyika ingadaro ikatimedzawo nesu tose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 VaIsiraeri vose vakanga varipo vakanzwa kuchema kwavo vakatiza vachiti, “Nyika ingadaro ikatimedzawo nesu tose.” See the chapter |