Online Bible

- Advertisements -

Numeri 16:26 - Shona BIBLE

26 Akataura neungano, akati, “Ibvai pamatende avarume ava vakaipa, musatongobata chinhu chavo, kuti murege kuparadzwa pazvivi zvavo zvose.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Akataura neʋuŋgano, akati: Ibvai pamatente aʋarume aʋa ʋakaipa, musatoŋgoɓata cinhu caʋo, kuti murege kuparadzwa paɀiʋi ɀaʋo ɀose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Akataura neungano, akati, “Ibvai pamatende avarume ava vakaipa, musatongobata chinhu chavo, kuti murege kuparadzwa pazvivi zvavo zvose.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Akataurira gungano rose achiti, “Ndapota ibvai pedyo namatendhe evarume vakaipa ava. Musabate chinhu chavo mungadaro mukaparadzwa pamusana pezvitadzo zvavo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Akataurira gungano rose achiti, “Ndapota ibvai pedyo namatendhe evarume vakaipa ava. Musabate chinhu chavo mungadaro mukaparadzwa pamusana pezvitadzo zvavo.”

See the chapter Copy

Numeri 16:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements