Numeri 16:12 - Shona BIBLE12 Ipapo Mosesi akatuma munhu kundodana Dhatani naAbhiramu, vanakomana vaEriabhu; asi ivo vakati, “Hatidi kukwirako. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo Mosesi akatuma munhu kundoɗana Datani naAbirami, ʋanakomana ʋaEriabi; asi iʋo ʋakati: Hatiɗi kukwira’ko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo Mosesi akatuma munhu kundodana Dhatani naAbhiramu, vanakomana vaEriabhu; asi ivo vakati, “Hatidi kukwirako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi akatumira shoko rokuti Dhatani naAbhiramu vanakomana vaEriabhu vauye. Ivo vakati, “Kwete hatisi kukwira ikoko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mosesi akatumira shoko rokuti Dhatani naAbhiramu vanakomana vaEriabhu vauye. Ivo vakati, “Kwete hatisi kukwira ikoko. See the chapter |