Numeri 15:34 - Shona BIBLE34 Vakamuisa mutorongo, nokuti kwakanga kusina kurehwa zvaaifanira kuitirwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakamuisa mutoroŋgo, nokuti kwakaŋga kusina‐kurebga ɀaaifanira kuitirwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Vakamuisa mutorongo, nokuti kwakanga kusina kurehwa zvaaifanira kuitirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye. See the chapter |