Numeri 14:36 - Shona BIBLE36 Zvino varume vakanga vatumwa naMosesi vaya kundoshora nyika, vaya vakadzoka vonyunyutisa ungano yose pamusoro pake, zvavakauya namashoko akaipa pamusoro penyika iyo, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino ʋarume ʋakaŋga ʋatumŋa naMosesi kundoshora nyika, ʋaya ʋakadzoka ʋonyunyutisa ʋuŋgano yose pamsoro pake, ɀaʋakaʋuya namashoko akaipa pamsoro penyika iyo, See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Zvino varume vakanga vatumwa naMosesi vaya kundoshora nyika, vaya vakadzoka vonyunyutisa ungano yose pamusoro pake, zvavakauya namashoko akaipa pamusoro penyika iyo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Naizvozvo varume vakatumwa naMosesi kundosora nyika vakadzoka vakakonzera kuti gungano rose rimunyunyutire nokutaura kwavo zvakaipa nezvenyika iyoyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Naizvozvo varume vakatumwa naMosesi kundosora nyika vakadzoka vakakonzera kuti gungano rose rimunyunyutire nokutaura kwavo zvakaipa nezvenyika iyoyo. See the chapter |