Online Bible

- Advertisements -

Numeri 14:30 - Shona BIBLE

30 zvirokwazvo, imi hamungapindi munyika yandakupikirai, ndichiti, ndichakugarisaimo, asi Karebhu, mwanakomana waJefune, naJoshua, mwanakomana waNuni.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 ɀirokwaɀo, imi hamuŋgapindi munyika yandakupikirai, ndiciti, ndicakugarisai’mo, asi Karebi, mŋanakomana waJefune, naJoshua, mŋanakomana waNuni.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

30 zvirokwazvo, imi hamungapindi munyika yandakupikirai, ndichiti, ndichakugarisaimo, asi Karebhu, mwanakomana waJefune, naJoshua, mwanakomana waNuni.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 hakuna nomumwe wavo achazopinda munyika yandakakupikirai kuti muzogaramo kusiya Karebhu mwana waJefune naJoshuwa mwana waNuni.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 hakuna nomumwe wavo achazopinda munyika yandakakupikirai kuti muzogaramo kusiya Karebhu mwana waJefune naJoshuwa mwana waNuni.

See the chapter Copy

Numeri 14:30

Follow us:

Advertisements

Advertisements