Numeri 14:1 - Shona BIBLE1 Zvino ungano yose yakachema zvikuru; vanhu vakachema usiku ihwohwo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋuŋgano yose yakacema ɀikuru; ʋanhu ʋakacema ʋusiku ibgobgo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino ungano yose yakachema zvikuru; vanhu vakachema usiku ihwohwo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Gungano rose ravaIsiraeri rakaridza mhere usiku ihwohwo vakarara vachichema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Gungano rose ravaIsiraeri rakaridza mhere usiku ihwohwo vakarara vachichema. See the chapter |