Online Bible

- Advertisements -

Numeri 13:19 - Shona BIBLE

19 nenyikawo yavageremo, kuti yakadiniko, kana yakanaka, kana yakaipa; namaguta mavagere, kuti akadiniko, kana vagere mumisasa kana munhare;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 nenyika ʋo yaʋagere’mo, kuti yakaɗiniko, kana yakanaka, kana yakaipa; namaguta maʋagere, kuti akaɗiniko, kana ʋagere mumisasa kana munhare;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 nenyikawo yavageremo, kuti yakadiniko, kana yakanaka, kana yakaipa; namaguta mavagere, kuti akadiniko, kana vagere mumisasa kana munhare;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Endai mundoona kuti nyika yavagere inyika yakanaka here kana kuti yakaipa. Muonewo kuti maguta avagere akakomberedzwa nerusvingo here kana kuti kwete.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Endai mundoona kuti nyika yavagere inyika yakanaka here kana kuti yakaipa. Muonewo kuti maguta avagere akakomberedzwa nerusvingo here kana kuti kwete.

See the chapter Copy

Numeri 13:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements