Numeri 13:18 - Shona BIBLE18 mundoona nyika, kuti yakadiniko, navanhu vageremo, kana vane simba, kana vasina, kana vari vashoma, kana vari vazhinji; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 mundoʋone‐nyika, kuti yakaɗiniko, naʋanhu ʋagere’mo, kana ʋanesimba, kana ʋasina, kana ʋari ʋashoma, kana ʋari ʋazhinji; See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 mundoona nyika, kuti yakadiniko, navanhu vageremo, kana vane simba, kana vasina, kana vari vashoma, kana vari vazhinji; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Endai mundoona kuti nyika iyoyo yakaita sei, navanhu vageremo kuti vane simba here kana kwete, kuti vazhinji here kana kuti vashoma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Endai mundoona kuti nyika iyoyo yakaita sei, navanhu vageremo kuti vane simba here kana kwete, kuti vazhinji here kana kuti vashoma. See the chapter |