Numeri 12:15 - Shona BIBLE15 Ipapo Miriami akabudiswa kunze kwemisasa mazuva manomwe, vanhu vakasafamba, kusvikira Miriami adzoswazve. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ipapo Miriami akaɓuɗiswa kunze kwemisasa mazuʋa manomŋe, ʋanhu ʋakasafamba, kuȿikira Miriami adzoswa ɀe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Ipapo Miriami akabudiswa kunze kwemisasa mazuva manomwe, vanhu vakasafamba, kusvikira Miriami adzoswazve. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Naizvozvo Miriamu akanzi agare kunze kwamatendhe kwemazuva manomwe. VaIsiraeri havana kutama ipapo kusvikira Miriamu adzokera mumatendhe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Naizvozvo Miriamu akanzi agare kunze kwamatendhe kwemazuva manomwe. VaIsiraeri havana kutama ipapo kusvikira Miriamu adzokera mumatendhe. See the chapter |