Online Bible

- Advertisements -

Numeri 12:14 - Shona BIBLE

14 Jehovha akati kuna Mosesi, “Dai baba vake vakanga vamupfira mate kuchiso chake, haazaifanira kunyara mazuva manomwe here? Ngaabudiswe kunze kwemisasa mazuva manomwe, agopinzwa pashure.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Jehova akati kunaMosesi: Ƌai ɓaɓa ʋake ʋakaŋga ʋamupfira mate kuciso cake, haazaifanira kunyara mazuʋa manomŋe here? Ŋgaaɓuɗiswe kunze kwemisasa mazuʋa manomŋe, agopinzwa pashure.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Jehovha akati kuna Mosesi, “Dai baba vake vakanga vamupfira mate kuchiso chake, haazaifanira kunyara mazuva manomwe here? Ngaabudiswe kunze kwemisasa mazuva manomwe, agopinzwa pashure.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Asi Tenzi ndokuti kuna Mosesi, “Dai vanga vari baba vake vamusvipira pauso angadai asina kunyara here kwamazuva manomwe achindogariswa kunze kwamatendhe ari oga here? Saka ngaandogara ari oga kunze kwamatendhe kwamazuva manomwe agozodzoserwa mumatendhe.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Numeri 12:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements