Numeri 11:6 - Shona BIBLE6 Asi zvino mweya yedu yaoma, hapana zvokudya chose, hapana chinhu chatinoona, asi mana iyi bedzi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi ɀino mŋeya yeɗu yawoma, hapaneɀokudya cose, hapanecinhu catinoʋona, asi mana iyi ɓedzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Asi zvino mweya yedu yaoma, hapana zvokudya chose, hapana chinhu chatinoona, asi mana iyi bedzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Zvino miviri yedu yarukutika. Hapana chimwe chokudya kana chii zvacho kunze kwemana iyoyi yatangotarisana nayo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Zvino miviri yedu yarukutika. Hapana chimwe chokudya kana chii zvacho kunze kwemana iyoyi yatangotarisana nayo.” See the chapter |