Numeri 11:27 - Shona BIBLE27 Zvino mumwe mukomana akamhanya, akandoudza Mosesi, akati, “Eridhadhi naMedhadhi vanoporofita pamisasa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino mumŋe mukomana wakamhanya, akandoʋudza Mosesi, akati: Erdadi naMedadi ʋanoprofita pamisasa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Zvino mumwe mukomana akamhanya, akandoudza Mosesi, akati, “Eridhadhi naMedhadhi vanoporofita pamisasa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Rimwe jaya rakamhanya kundoudza Mosesi kuti Eridhadhi naMedhadhi vari kuporofita mumatendhe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Rimwe jaya rakamhanya kundoudza Mosesi kuti Eridhadhi naMedhadhi vari kuporofita mumatendhe. See the chapter |