Online Bible

- Advertisements -

Numeri 11:18 - Shona BIBLE

18 Zvino iwe uti kuvanhu, ‘Zvinatsirei mangwana, nokuti muchadya nyama; nokuti makachema munzeve dzaJehovha,’ muchiti, ‘Ndianiko uchatipa nyama, tidye? Nokuti takanga tichifara hedu Ijipiti.’ Naizvozvo Jehovha achakupai nyama, mudye.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino iwe uti kuʋanhu: Ɀinatsirei maŋgwana, nokuti mucadyenyama; nokuti makacema munzeʋe dzaJehova, muciti: Ndianiko ucatipe‐nyama, tidye? Nokuti takaŋga ticifara heɗu Egipita. Naiɀoɀo Jehova ucakupai nyama, mudye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino iwe uti kuvanhu, ‘Zvinatsirei mangwana, nokuti muchadya nyama; nokuti makachema munzeve dzaJehovha,’ muchiti, ‘Ndianiko uchatipa nyama, tidye? Nokuti takanga tichifara hedu Ijipiti.’ Naizvozvo Jehovha achakupai nyama, mudye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zvino chiudza vanhu uchiti, ‘Zvichenurei nokuti mangwana muchapiwa nyama yokudya. Tenzi akazvinzwira kunyunyuta kwenyu, muchiti ndiani angatipewo zvedu nyama yokudya muchiti taiva nani zvedu kuIjipiti.’ Zvino Tenzi achakupai nyama kuti mudye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Numeri 11:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements