Numeri 11:13 - Shona BIBLE13 Ndichawanepiko nyama yandingapa vanhu ava vose? Nokuti vanondichemera, vachiti, ‘Tipe nyama, tidye.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndicawanepiko nyama yandiŋgapa ʋanhu aʋa ʋose? Nokuti ʋanondicemera, ʋaciti: Tipe nyama, tidye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Ndichawanepiko nyama yandingapa vanhu ava vose? Nokuti vanondichemera, vachiti, ‘Tipe nyama, tidye.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ko nyama yandingape vanhu vose ava ndingaiwane kupiko, zvavari kuchema vachiti tipe nyama tidye? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ko nyama yandingape vanhu vose ava ndingaiwane kupiko, zvavari kuchema vachiti tipe nyama tidye? See the chapter |