Numeri 10:14 - Shona BIBLE14 Pakutanga mureza weboka ravana vaJudha wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naNashoni, mwanakomana waAminadhabhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Pakutaŋga mureza weɓoka raʋana ʋaJuda wakasimuka namapoka aʋo; ɓoka rake rakaŋga ricirairwa naNashoni, mŋanakomana waAminadabi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Pakutanga mureza weboka ravana vaJudha wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naNashoni, mwanakomana waAminadhabhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vanhu vomureza wedzinza raJudha ndivo vakatanga kufamba vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naNahishoni mwanakomana waAminadhabhi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vanhu vomureza wedzinza raJudha ndivo vakatanga kufamba vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naNahishoni mwanakomana waAminadhabhi. See the chapter |