Numeri 10:10 - Shona BIBLE10 Uye nomusi wamunofara nawo, napamitambo yenyu yakatarwa napakutanga kwemwedzi yenyu, munofanira kuridza hwamanda pamusoro pezvipiriso zvenyu zvinopiswa, napamusoro pezvibairo zvezvipiriso zvokuyananisa, kuti Jehovha akurangarirei nazvo; ndini Jehovha Mwari wenyu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋuye nomusi wamunofara nawo, napamitambo yenyu yakatarwa, napakutaŋga kwemŋedzi yenyu, munofanira kuridza hwamanda pamsoro peɀipiriso ɀenyu ɀinopiswa, napamsoro peɀiɓayiro ɀeɀipiriso ɀokuyananisa, kuti Jehova akuraŋgarirei naɀo; ndini Jehova Mŋari wenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Uye nomusi wamunofara nawo, napamitambo yenyu yakatarwa napakutanga kwemwedzi yenyu, munofanira kuridza hwamanda pamusoro pezvipiriso zvenyu zvinopiswa, napamusoro pezvibayiro zvezvipiriso zvokuyananisa, kuti Jehovha akurangarirei nazvo; ndini Jehovha Mwari wenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pamazuva enyu okufara, napamazuva enyu makuru, napakupemberera kugara kwemwedzi mitsva, namamwewo mazuva enyu makuru, ridzai mabhosvo iwayo. Aridzeiwo pamunouya nemipiro yokuwadzana. Ipapo ini Mwari ndichakuyeukai. Ndini Tenzi Mwari wenyu ndinodaro.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Pamazuva enyu okufara, napamazuva enyu makuru, napakupemberera kugara kwemwedzi mitsva, namamwewo mazuva enyu makuru, ridzai mabhosvo iwayo. Aridzeiwo pamunouya nemipiro yokuwadzana. Ipapo ini Mwari ndichakuyeukai. Ndini Tenzi Mwari wenyu ndinodaro.” See the chapter |