Numeri 1:37 - Shona BIBLE37 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaBhenjamini, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaBenjamini, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀishanu namazana manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaBhenjamini, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. See the chapter |