Nehemia 2:4 - Shona BIBLE4 Ipapo mambo akati kwandiri, “Unokumbireiko?” Zvino ndikanyengetera kuna Mwari wokudenga, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo mambo akati kwandiri: Unokumbireiko? Ɀino ndikanyeŋgetera kunaMŋari wokuɗeŋga, See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo mambo akati kwandiri, “Unokumbireiko?” Zvino ndikanyengetera kuna Mwari wokudenga, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mambo akanditi, “Chichemo chako ipapa ndechei?” Ini ndakati namatei zvangu kuna Mwari Wedenga, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mambo akanditi, “Chichemo chako ipapa ndechei?” Ini ndakati namatei zvangu kuna Mwari Wedenga, See the chapter |