Nehemia 2:2 - Shona BIBLE2 Ipapo mambo akati kwandiri, “Chiso chako chinopunyairireiko, zvausingarwari? Ichi chinhu ishungu dzomwoyo chaidzo.” Ndikatya kwazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo mambo akati kwandiri: Ciso cako cinopunyairireiko, ɀausiŋgarwari? Ici cinhu ishuŋgu dzomŋoyo caidzo. Ndikatya kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo mambo akati kwandiri, “Chiso chako chinopunyairireiko, zvausingarwari? Ichi chinhu ishungu dzomwoyo chaidzo.” Ndikatya kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mambo akanditi, “Uso hwako hwakangosuwa-suwa neiko kudai? Inga hausi kurwara wani? Hapana chimwe apa asi kusuruvara mwoyo uku.” Ndakatya zvikuru kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mambo akanditi, “Uso hwako hwakangosuwa-suwa neiko kudai? Inga hausi kurwara wani? Hapana chimwe apa asi kusuruvara mwoyo uku.” Ndakatya zvikuru kwazvo. See the chapter |