Mupiro 8:15 - Shona BIBLE15 akaibaya; Mosesi ndokutora ropa, ndokuriisa panyanga dzeatari kunhivi dzose nomunwe wake, akanatsa atari, ndokudururira ropa mujinga meatari, akaitsaura, kuti aiyananisire. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 akaiɓaya; Mosesi ndokutora ropa, ndokuriisa panyaŋga dzeartari kunhiʋi dzose nomunwe wake, akanatsa artari, ndokuɗururira ropa mujiŋga meartari, akaitsaura, kuti aiyananisire. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 akaibaya; Mosesi ndokutora ropa, ndokuriisa panyanga dzeatari kunhivi dzose nomunwe wake, akanatsa atari, ndokudururira ropa mujinga meatari, akaitsaura, kuti aiyananisire. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mosesi akaiuraya, akatora ropa rayo, akanyika munwe wake muropa iroro akariisa pane zvinenge nyanga achizvitenderedza, akanatsa atari, akadururira ropa nechepasi peatari achiikumikidza kuna Mwari achiichenura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mosesi akaiuraya, akatora ropa rayo, akanyika munwe wake muropa iroro akariisa pane zvinenge nyanga achizvitenderedza, akanatsa atari, akadururira ropa nechepasi peatari achiikumikidza kuna Mwari achiichenura. See the chapter |