Mupiro 7:36 - Shona BIBLE36 wakarairwa naJehovha kuti vapiwe navana VaIsiraeri nomusi wokuzodzwa kwavo. Ndiwo mugove wavo nokusingaperi kusvikira kumarudzi avo ose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 wakarairwa naJehova kuti ʋapiwe naʋana ʋaIsraeri nomusi wokuzodzwa kwaʋo. Ndiwo mugoʋe waʋo nokusiŋgaperi kuȿikira kumarudzi aʋo ose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 wakarairwa naJehovha kuti vapiwe navana vaIsiraeri nomusi wokuzodzwa kwavo. Ndiwo mugove wavo nokusingaperi kusvikira kumarudzi avo ose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 ndizvo zvakarehwa naTenzi kuti avape zvichibva kuvaIsiraeri musi wavanogadzwa, somugove wavo wavanofanira kugara vachipiwa pazvizvarwa zvavo zvose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 ndizvo zvakarehwa naTenzi kuti avape zvichibva kuvaIsiraeri musi wavanogadzwa, somugove wavo wavanofanira kugara vachipiwa pazvizvarwa zvavo zvose. See the chapter |