Mupiro 7:23 - Shona BIBLE23 “Taura navana VaIsiraeri, uti, ‘Musadya mafuta, kana emombe, kana egwai, kana embudzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Musadya mafuta, kana eŋombe, kana egwai, kana embudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Musadya mafuta, kana emombe, kana egwai, kana embudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Iti kuvaIsiraeri musadye mafuta api neapi zvawo, kana emombe, kana ehwai, kana embudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Iti kuvaIsiraeri musadye mafuta api neapi zvawo, kana emombe, kana ehwai, kana embudzi. See the chapter |