Mupiro 6:3 - Shona BIBLE3 kana akanonga chakanga charashika, akanyengera pachiri, akapika nhema; pachinhu chipi nechipi chazvose izvo, kana munhu achinge aita akatadza pachiri; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 kana akanoŋga cakaŋga carashika, akanyeŋgera paciri, akapika nhema; pacinhu cipi necipi caɀose iɀo, kana munhu aciŋge aita akatadza paciri; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 kana akanonga chakanga charashika, akanyengera pachiri, akapika nhema; pachinhu chipi nechipi chazvose izvo, kana munhu achinge aita akatadza pachiri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 kana kuti owana chinhu chomumwe chakarashika, onyepa achipika zvenhema zvake nezvacho, kana sezvinongoitwa navanhu mune zvimwe zvizhinji zvavanoita vachizotadza, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 kana kuti owana chinhu chomumwe chakarashika, onyepa achipika zvenhema zvake nezvacho, kana sezvinongoitwa navanhu mune zvimwe zvizhinji zvavanoita vachizotadza, See the chapter |