Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 6:2 - Shona BIBLE

2 “Kana munhu akatadza, akadarika murairo waJehovha, akanyengera wokwake pachinhu chaakanga apiwa kuchengeta, kana chakanga chaiswa paruoko rwake, kana pakumubira, kana pakumanikidza wokwake;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Kana munhu akatadza, akaɗarika murairo waJehova, akanyeŋgera wokwake pacinhu caakaŋga apiwa kuceŋgeta, kana cakaŋga caiswa paruʋoko rwake, kana pakumuɓira, kana pakumanikidza wokwake;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Kana munhu akatadza, akadarika murayiro waJehovha, akanyengera wokwake pachinhu chaakanga apiwa kuchengeta, kana chakanga chaiswa paruoko rwake, kana pakumubira, kana pakumanikidza wokwake;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Ngatiti munhu atadzira Tenzi, akatadza kuve munhu anovimbika kwaari nokunyengedza kwaanoita mumwe wake panyaya dzokubatiswa zvinhu, kana dzokuchengeteswa zvinhu, kana dzokupamba zvinhu, kana dzokuwana zvinhu kune mumwe wako nomutoo usina kunaka,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Mupiro 6:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements