Mupiro 5:7 - Shona BIBLE7 “Kana asingagoni kuuya negwayana, ngaavigire Jehovha njiva mbiri, kana twana tuviri twenjiva, chive chipiriso chemhosva yake yaakatadza; imwe ive chipiriso chezvivi, imwe chipiriso chinopiswa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana asiŋgagoni kuʋuya negwaiana, ŋgaaʋigire Jehova njiʋa mbiri, kana twana tuʋiri twenjiʋa, ciʋe cipiriso cemhoȿa yake yaakatadza; imŋe iʋe cipiriso ceɀiʋi, imŋe cipiriso cinopiswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 “Kana asingagoni kuuya negwayana, ngaavigire Jehovha njiva mbiri, kana twana tuviri twenjiva, chive chipiriso chemhosva yake yaakatadza; imwe ive chipiriso chezvivi, imwe chipiriso chinopiswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Kana asingakwanisi kuwana hwayana, ngaaunze mupiro wokuripa mhosva kuna Tenzi yechitadzo chaakaita yenjiva mbiri kana hangaiwa dzichiri diki. Imwe njiva ndeyo mupiro wokupfupira chitadzo, imwe ndeyomupiro wokupisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Kana asingakwanisi kuwana hwayana, ngaaunze mupiro wokuripa mhosva kuna Tenzi yechitadzo chaakaita yenjiva mbiri kana hangaiwa dzichiri diki. Imwe njiva ndeyo mupiro wokupfupira chitadzo, imwe ndeyomupiro wokupisa. See the chapter |