Mupiro 27:7 - Shona BIBLE7 Kana ana makore makumi matanhatu naanopfuura, kana ari murume, kutara kwako ngakuite mashekeri ane gumi namashanu, kana ari mukadzi mashekeri ane gumi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana anamakore makumi matanhatu naanopfuʋura, kana ari murume, kutara kwako ŋgakuite mashekeri anegumi namashanu, kana ari mukadzi mashekeri anegumi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Kana ana makore makumi matanhatu naanopfuura, kana ari murume, kutara kwako ngakuite mashekeri ane gumi namashanu, kana ari mukadzi mashekeri ane gumi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Kuvanhu vanenge vave namakumi matanhatu emakore kana anopfuura ipapo, murume anobvisirwa gumi remari yesirivha namasirivha mashanu, kana ari mukadzi gumi remari yesirivha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Kuvanhu vanenge vave namakumi matanhatu emakore kana anopfuura ipapo, murume anobvisirwa gumi remari yesirivha namasirivha mashanu, kana ari mukadzi gumi remari yesirivha. See the chapter |