Mupiro 27:29 - Shona BIBLE29 Munhu upi noupi wakayeriswa, kana ari munhu wakayeriswa kuvanhu, haangadzikinurwi; anofanira kuurayiwa zvirokwazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Munhu upi noupi wakayeriswa, kana ari munhu wakayeriswa kuʋanhu, haaŋgadzikinurwi; unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Munhu upi noupi wakayeriswa, kana ari munhu wakayeriswa kuvanhu, haangadzikinurwi; anofanira kuurawa zvirokwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kana zvatemwa chaizvo kuti munhu apirwa kuna Tenzi haanunurwe anofanira kutourayiwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kana zvatemwa chaizvo kuti munhu apirwa kuna Tenzi haanunurwe anofanira kutourayiwa. See the chapter |