Mupiro 26:5 - Shona BIBLE5 Kupura kwenyu kuchasvika pakukohwa mazambiringa, nokukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yokudyara; muchadya zvokudya zvenyu mukaguta, nokugara munyika yenyu makachengeteka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kupura kwenyu kucaȿika pakukohwa mazambiriŋga, nokukohwa mazambiriŋga kucaȿika paŋguʋa yokudɀara; mucadya ɀokudya ɀenyu mukaguta, nokugara munyika yenyu makaceŋgeteka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Kupura kwenyu kuchasvika pakukohwa mazambiringa, nokukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yokudyara; muchadya zvokudya zvenyu mukaguta, nokugara munyika yenyu makachengeteka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mbesa dzenyu dzichawanda zvokuti nguva yokutanha michero yamagirepisi ichasvika musati mapedza kupura mbesa. Munodzamara musvike pakudyara mbesa dzenyu musati mapedza kutanha magirepisi. Muchadya zvokudya zvenyu muchiguta mugere munyika yenyu makagarikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mbesa dzenyu dzichawanda zvokuti nguva yokutanha michero yamagirepisi ichasvika musati mapedza kupura mbesa. Munodzamara musvike pakudyara mbesa dzenyu musati mapedza kutanha magirepisi. Muchadya zvokudya zvenyu muchiguta mugere munyika yenyu makagarikana. See the chapter |