Mupiro 26:37 - Shona BIBLE37 Vachawirana savanhu vanowa pamberi pomunondo, kusina munhu anovadzinga; hamungavi nesimba rokumira pamberi pavavengi venyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋacawirana saʋanhu ʋanowa pamberi pomunondo, kusinomunhu unoʋadziŋga; hamuŋgaʋi nesimba rokumira pamberi paʋaʋeŋgi ʋenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Vachawirana savanhu vanowa pamberi pomunondo, kusina munhu anovadzinga; hamungavi nesimba rokumira pamberi pavavengi venyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo. See the chapter |