Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 25:28 - Shona BIBLE

28 asi kana asingagoni kuzvidzikinura, izvo zvaakatengesa zvinofanira kugara kuna iye wakazvitenga kusvikira pagore reJubhiri; zvino pagore reJubhiri zvinofanira kusunungurwa, iye agodzokera kune zvake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 asi kana asiŋgagoni kuɀidzikinura, iɀo ɀaakateŋgesa ɀinofanira kugara kunaiye wakaɀiteŋga kuȿikira pagore rejuberi; ɀino pagore rejuberi ɀinofanira kusunuŋgurwa, iye agodzokera kuneɀake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 asi kana asingagoni kuzvidzikinura, izvo zvaakatengesa zvinofanira kugara kuna iye wakazvitenga kusvikira pagore rejubheri; zvino pagore rejubheri zvinofanira kusunungurwa, iye agodzokera kune zvake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Asi kana asina chokuudzikinura nacho kuti uve wake zvakare, uchagara zvawo uri mumaoko emunhu akautenga kusvikira gore rehwamanda. Mugore rehwamanda unenge usisiri womunhu uya akautenga. Muridzi wawo ndopaachadzokera zvake pamunda pake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Asi kana asina chokuudzikinura nacho kuti uve wake zvakare, uchagara zvawo uri mumaoko emunhu akautenga kusvikira gore rehwamanda. Mugore rehwamanda unenge usisiri womunhu uya akautenga. Muridzi wawo ndopaachadzokera zvake pamunda pake.

See the chapter Copy

Mupiro 25:28

Follow us:

Advertisements

Advertisements