Mupiro 25:23 - Shona BIBLE23 “Nyika haifaniri kutengeswa chose nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu; nokuti muri vaeni navatorwa kwandiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nyika haifaniri kuteŋgeswa cose nokusiŋgaperi, nokuti nyika ndeyaŋgu; nokuti muri ʋaeni naʋatorwa kwandiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 “Nyika haifaniri kutengeswa chose nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu; nokuti muri vaeni navatorwa kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Nyika haitengeserwe munhu zvachose nokuti nyika ndeyangu, imi muri vaenzi pairi vandinotombopawo zvangu pokugara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Nyika haitengeserwe munhu zvachose nokuti nyika ndeyangu, imi muri vaenzi pairi vandinotombopawo zvangu pokugara. See the chapter |