Mupiro 25:2 - Shona BIBLE2 “Taura navana VaIsiraeri uti kwavari, ‘Kana muchisvika munyika yandichakupai, nyika inofanira kuitira Jehovha Sabata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana muciȿika munyika yandicakupai, nyika inofanira kuitira Jehova saɓata. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri uti kwavari, ‘Kana muchisvika munyika yandichakupai, nyika inofanira kuitira Jehovha Sabata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana masvika munyika yandiri kukupai, nyika ngaivewo neSabata rayo pamusana paTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana masvika munyika yandiri kukupai, nyika ngaivewo neSabata rayo pamusana paTenzi. See the chapter |