Mupiro 24:4 - Shona BIBLE4 Anofanira kugadzira mwenje pachigadziko chakaisvonaka nguva dzose pamberi paJehovha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Unofanira kugadzira mŋenje pacigadziko cakaiȿo‐naka ŋguʋa dzose pamberi paJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Anofanira kugadzira mwenje pachigadziko chakaisvonaka nguva dzose pamberi paJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nguva dzose ngaachengetedze marambi iwayo, epachigadzikiro chemwenje chendarama chaiyo chiya achivheneka pana Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nguva dzose ngaachengetedze marambi iwayo, epachigadzikiro chemwenje chendarama chaiyo chiya achivheneka pana Tenzi. See the chapter |