Mupiro 24:20 - Shona BIBLE20 kuvhunika kuchatsiwa nokuvhunika, ziso neziso, zino nezino, sezvaakamanikidza mumwe, naiye anofanira kuitirwa saizvozvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 kuvunika kucatsibga nokuvunika, ziso neziso, zino nezino, seɀaakamanikidza mumŋe, naiye unofanira kuitirwa saiɀoɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 kuvhunika kuchatsibwa nokuvhunika, ziso neziso, zino nezino, sezvaakamanikidza mumwe, naiye anofanira kuitirwa saizvozvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kana akatyora bvupa romumwe, bvupa rake ngarityorwewo, ziso rinoripwa neziso, zino rinoripwa nezino. Munhu sokukuvadza kwaanenge aita mumwe ndiko kuvadzwa kwaanofanira kuitwa See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kana akatyora bvupa romumwe, bvupa rake ngarityorwewo, ziso rinoripwa neziso, zino rinoripwa nezino. Munhu sokukuvadza kwaanenge aita mumwe ndiko kuvadzwa kwaanofanira kuitwa See the chapter |