Mupiro 24:18 - Shona BIBLE18 nomunhu anorova chipfuwo, chikafa, anofanira kuchiripa; upenyu pachigaro choupenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 nomunhu unoroʋa cipfuwo, cikafa, unofanira kuciripa; ʋupenyu pacigaro coʋupenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 nomunhu anorova chipfuwo, chikafa, anofanira kuchiripa; upenyu pachigaro choupenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Upenyu hunoripwa noupenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Upenyu hunoripwa noupenyu. See the chapter |