Mupiro 23:2 - Shona BIBLE2 “Taura navana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Mitambo yakatarwa naJehovha, yamunofanira kuparidzira muchiti ndidzo ungano tsvene, ndiyo mitambo yangu yakatarwa.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Mitambo yakatarwa naJehova, yamunofanira kuparidzira muciti ndidzo ʋuŋgano tȿene, ndiyo mitambo yaŋgu yakatarwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Mitambo yakatarwa naJehovha, yamunofanira kuparidzira muchiti ndidzo ungano tsvene, ndiyo mitambo yangu yakatarwa.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Mazuva makuru aTenzi andakasarudza amunofanira kuti ave mazuva emusangano mutsvene ezvokunamata ndeaya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Mazuva makuru aTenzi andakasarudza amunofanira kuti ave mazuva emusangano mutsvene ezvokunamata ndeaya. See the chapter |