Mupiro 23:17 - Shona BIBLE17 Munofanira kutora kudzimba dzenyu zvingwa zviviri zvinozunguzirwa zvezvegumi zviviri zveefa; zvinofanira kuva zvoupfu hwakatsetseka, zvibikwe nembiriso, kuti zvive zvitsva kuna Jehovha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Munofanira kutora kudzimba dzenyu ɀiŋgwa ɀiʋiri ɀinozuŋguzirwa ɀeɀegumi ɀiʋiri ɀeefa; ɀinofanira kuʋa ɀoʋupfu bgakatsetseka, ɀiɓikwe nembiriso, kuti ɀiʋe ɀitȿa kunaJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Munofanira kutora kudzimba dzenyu zvingwa zviviri zvinozunguzirwa zvezvegumi zviviri zveefa; zvinofanira kuva zvoupfu hwakatsetseka, zvibikwe nembiriso, kuti zvive zvitsva kuna Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Muchaunza kubva kudzimba dzenyu zvingwa zviviri zvinosimudzirwa zvichipirwa kuna Mwari. Chingwa choga choga ngachibikwe noupfu hunorema makirogiramu maviri, huri hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chibikwe chiine mbiriso sembesa dzokutanga kuibva dzinopirwa Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Muchaunza kubva kudzimba dzenyu zvingwa zviviri zvinosimudzirwa zvichipirwa kuna Mwari. Chingwa choga choga ngachibikwe noupfu hunorema makirogiramu maviri, huri hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chibikwe chiine mbiriso sembesa dzokutanga kuibva dzinopirwa Tenzi. See the chapter |