Mupiro 22:6 - Shona BIBLE6 Munhu unobata chinhu chipi nechipi chakadai, uchava asina kunaka kusvikira usiku; haafaniri kudya zvinhu zvitsvene asati ashambidza muviri wake nemvura. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Munhu unoɓata cinhu cipi necipi cakaɗai, ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; haafaniri kudya ɀinhu ɀitȿene asati ashambidza muʋiri wake nemvura. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Munhu unobata chinhu chipi nechipi chakadai, uchava usina kunaka kusvikira madeko; haafaniri kudya zvinhu zvitsvene asati ashambidza muviri wake nemvura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 munhu anobata zvinhu zvakadaro, achava munhu akan'ora kusvikira zuva radoka. Haafaniri kudya zvinhu zvinoera asi kutoti ashamba muviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 munhu anobata zvinhu zvakadaro, achava munhu akan'ora kusvikira zuva radoka. Haafaniri kudya zvinhu zvinoera asi kutoti ashamba muviri. See the chapter |