Mupiro 22:27 - Shona BIBLE27 “Kana nzombe, kana gwai, kana mbudzi zvichiberekwa, zvinofanira kugara pana mai vazvo mazuva manomwe; kubva pazuva rorusere napashure paro zvingagamuchirwa kuti zviite chipo chinopisirwa Jehovha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kana nzombe, kana gwai, kana mbudzi ɀiciɓerekwa, ɀinofanira kugara panamai ʋaɀo mazuʋa manomŋe; kubva pazuʋa rorusere napashure paro ɀiŋgagamucirwa kuti ɀiite cipo cinopisirwa Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 “Kana nzombe, kana gwai, kana mbudzi zvichiberekwa, zvinofanira kugara pana mai vazvo mazuva manomwe; kubva pazuva rorusere napashure paro zvingagamuchirwa kuti zviite chipo chinopisirwa Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Kana kwaberekwa mhuru yemombe kana hwayana kana mbudzana ngaimboregerwa iina amai vayo kwamazuva manomwe, kubvira pazuva rorusere inenge yogamuchirika somupiro unoita zvokupiswa kuna Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Kana kwaberekwa mhuru yemombe kana hwayana kana mbudzana ngaimboregerwa iina amai vayo kwamazuva manomwe, kubvira pazuva rorusere inenge yogamuchirika somupiro unoita zvokupiswa kuna Tenzi. See the chapter |