Mupiro 22:22 - Shona BIBLE22 Kana chiri chinhu chakaita bofu, kana chakavhunika, kana chakakuvara, kana china maronda, kana chine chikwekwe, kana china pakafunuka, murege kupa Jehovha izvozvo, musapisira Jehovha izvozvo paatari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana ciri cinhu cakaita ɓofu, kana cakavunika, kana cakakuʋara, kana cinamaronda, kana cinecikwekwe, kana cinapakafunuka, murege kupa Jehova iɀoɀo, musapisira Jehova iɀoɀo paartari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Kana chiri chinhu chakaita bofu, kana chakavhunika, kana chakakuvara, kana chinamaronda, kana chine chikwekwe, kana china pakafunuka, murege kupa Jehovha izvozvo, musapisira Jehovha izvozvo paatari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Musapire Tenzi chipfuwo chakapofomara kana chakaremera kana chakaremadzwa kane chine ronda riri kubuda urwa kana chine chisasa kana chine mapezi. Musambopira izvozvo zvakadaro kuna Tenzi kana kuita nazvo mupiro wokupiswa paatari kuna Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Musapire Tenzi chipfuwo chakapofomara kana chakaremera kana chakaremadzwa kane chine ronda riri kubuda urwa kana chine chisasa kana chine mapezi. Musambopira izvozvo zvakadaro kuna Tenzi kana kuita nazvo mupiro wokupiswa paatari kuna Tenzi. See the chapter |