Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 22:13 - Shona BIBLE

13 Asi kana mwanasikana womupristi iri chirikadzi, kana warambwa nomurume, asina vana, akadzokera kumba kwababa vake, sapausikana hwake, iye ungadya zvokudya zvababa vake; asi mweni ngaarege kuzvidya.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi kana mŋanasikana womuprista iri cirikadzi, kana warambga nomurume, asinaʋana, akadzokera kumba kwaɓaɓa ʋake, sapaʋusikana bgake, iye uŋgadya ɀokudya ɀaɓaɓa ʋake; asi mŋeni ŋgaarege kuɀidya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi kana mwanasikana womupristi iri chirikadzi, kana warambwa nomurume, asina vana, akadzokera kumba kwababa vake, sapausikana hwake, iye ungadya zvokudya zvababa vake; asi mweni ngaarege kuzvidya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi kana mwanasikana womupristi asina vana ari chirikadzi kana kuti akarambwa nomurume akadzokera kundogara kumusha kwake kuna baba wake, sapausikana hwake angadye zvake chokudya chinodyiwa nababa wake. Asi hakuna munhu, wokunze anobvumirwa kudya izvozvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Mupiro 22:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements