Mupiro 22:12 - Shona BIBLE12 Kana mwanasikana womupristi akawanikwa nomweni, ngaarege kudya chipiriso chinotsaurwa chezvinhu zvitsvene. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana mŋanasikana womuprista akawanikwa nomŋeni, ŋgaarege kudya cipiriso cinotsaurwa ceɀinhu ɀitȿene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Kana mwanasikana womupristi akawanikwa nomweni, ngaarege kudya chipiriso chinotsaurwa chezvinhu zvitsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana mwanasikana womupristi akaroorwa nomutorwa haazobvumirwi kudya zvinhu zvemupiro inoera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana mwanasikana womupristi akaroorwa nomutorwa haazobvumirwi kudya zvinhu zvemupiro inoera. See the chapter |