Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 21:7 - Shona BIBLE

7 Havafaniri kutora mukadzi chifeve, kana wakachinyiwa; ngavarege kutora mukadzi wakarambwa nomurume wake, nokuti mutsvene kuna Mwari wake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Haʋafaniri kutora mukadzi cifeʋe, kana wakacinyiwa; ŋgaʋarege kutora mukadzi wakarambga nomurume wake, nokuti mutȿene kunaMŋari wake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Havafaniri kutora mukadzi chifeve, kana wakachinyiwa; ngavarege kutora mukadzi wakarambwa nomurume wake, nokuti mutsvene kuna Mwari wake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ngavarege kuroora pfambi kana mukadzi akambokanganiswa kunyangwe mukadzi akarambwa nomurume wake, nokuti mupristi munhu mutsvene akatsaurirwa Mwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Ngavarege kuroora pfambi kana mukadzi akambokanganiswa kunyangwe mukadzi akarambwa nomurume wake, nokuti mupristi munhu mutsvene akatsaurirwa Mwari.

See the chapter Copy

Mupiro 21:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements